Simbisa Vanoku Simbisa





Usawanze effort pagrind revaridzi rekuti kuside kwavo ivo ,iwewe unenge uri plan B kana chi plan D .Usavharwe kumeso nemashoko avanotaura uchisimbiswa wrong wangu ,nekuti zino irema, saka ziva kuti zvavanoita ndozvakakosha kupfura zvavanosasa

Manager Tiri kuuyaaaa Takapfuura


